Lompat ke konten Lompat ke sidebar Lompat ke footer

Weakness Yevarume Nevakadzi Pamwe Chete





1. No communication during sex , poor communication everyday

2. Failure to tell you partner kuti unomuda

3. Kusageza hutsvina

4. Kutadza kuendawo out , nyangwe kungotenderera mu town mese

5. Kusanamata mese - a family that prays together stays together

6. Kuda kuita Bonde the same way everyday , every week , every month , every year

7. Kuitira Bonde mu bedroom chete ko mushawa

8. Kutadza kutenda kana Mayi kana baba vagona basa

9. Kutadza kuita anniversary kana ye two , three years


Posting Komentar untuk "Weakness Yevarume Nevakadzi Pamwe Chete"